Title: Nzenza ft Freeman
Artist: ExQ
Album: Tseu Tseu
Featuring: Freeman
Release Date:
Written By: ExQ
Produced By:


About Nzenza ft Freeman

Added by: munyukim 1676 views No comments

Average:

5.0/5 (1)

You:

Not Rated

ExQ enlists the help of Freeman to deliver a  lovely song about defending your woman. ExQ is telling everyone to respect his choice even though she might have questionable behavior like smoking dagga, drinking beer and putting on skimpy outfits. ExQ says he is quite happy with her and he even actually spend his days working to fend for her. ExQ just touch a raw nerve in our Zimbabwean culture, where a modern woman is sometimes labeled because she doesn't conform to what our families expects of a wife.



Nzenza ft Freeman Lyrics



Makunzi nzenza iyo Mr Putiti, X, I'm the boss Musavatevedze vari kuti

Nzenza iyo, Nzenza iyo, Vari kusasa hanzi nzenza iyo Nzenza iyi

[ Verse 1 Freeman]

Vanonditi paari unodei Ndizvo zvawakarambira Maidei Tiudze Kuti kana wakamutarisa unonzwei Vanomuti nzenza asi moyo muti Hazvimboseenza

[Chorus Freeman]

Varume ndakatoida nzenza iyoyo (Ahhh Ahhh) Ndoraramira nzenza iyo (Ahhh Ahhh) Ndiyo inoita ndigoseenza iyo (Ahhh Ahhh) Chero mukati nzenza iyo (Ahhh Ahhh) Me loves she

[ExQ]

Hanzi mukadzi haarambirwe kuroya Anongorambirwa hupfambi As long as she's faithful and lovely Anomubvunza ndiani Oh now yaanzenza coz she's sexy Or maybe you don't like her She's fancy That's why makumuudza hubenzi Nyangwe ari benzi nderangu Please let her talk how she wanna Dress how she wanna Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna Let her smoke Marijuana Drink chikokiana

[Chorus Freeman]

Varume ndakatoida nzenza iyoyo (Ahhh Ahhh) Ndoraramira nzenza iyo (Ahhh Ahhh) Ndiyo inoita ndigoseenza iyo (Ahhh Ahhh) Chero mukati nzenza iyo (Ahhh Ahhh) Me loves she

[ExQ]

Now now it's kinda funny mati nzenza Asi kwandiri atori ega From 9 to 5 Handimbobatika Ndiri mundima Ndichingochiseenza

Saka musarwadziwe Ndiye wandakada kubva kudhara hazvinyadzise Makunyanya kumu... so

let her talk how she wanna Dress how she wanna Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna Let her smoke Marijuana Drink chikokiana

[Freeman]

Varume ndakatoida nzenza iyoyo (Ahhh Ahhh) Ndoraramira nzenza iyo (Ahhh Ahhh) Ndiyo inoita ndigoseenza iyo (Ahhh Ahhh) Chero mukati nzenza iyo (nzenza iyo, nzenza iyo)

Love yangu naye inopisa kuburna Chero mukashora muchiti inzenza Mashoko amunotaura handimbomazeza Inini nenzenza yangu tiri 2 machena

[ExQ]

Ndiye wandakada Hameno Nyangwe mukati nzenza Muchadzika makachata Taurai SAS asi muchaneta Coz ndiye wandakada so.

let her talk how she wanna Dress how she wanna Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna Let her smoke Marijuana Drink chikokiana let her talk how she wanna Dress how she wanna Nyangwe Akafamba akadressa like Rihanna Let her smoke Marijuana Drink chikokiana

0:00
0:00



Comments (0)